Genesisi 27:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akapindura Esau akati, “Ndamuita ishe wako uye ndakaita hama dzake dzose varanda vake, uye ndamusimbisa nezviyo newaini itsva. Saka chiiko chandichagona kukuitira mwana wangu?”

Genesisi 27

Genesisi 27:30-43