Genesisi 27:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Esau akati, “Haana kutumidzwa zita chairo here rokuti Jakobho? Akandinyengera kaviri kose: Akatora udangwe hwangu, uye zvino atora maropafadzo angu!” Ipapo akabvunza akati, “Ko, hamuna kundichengeterawo kana ropafadzo here?”

Genesisi 27

Genesisi 27:33-43