Genesisi 26:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Abhimereki akadana Isaka akati, “Mukadzi wako chaiye uyu! Seiko wakati, ‘Ihanzvadzi yangu’?” Isaka akapindura akati, “Nokuti ndakafunga kuti ndingafa nokuda kwake.”

Genesisi 26

Genesisi 26:8-10