Genesisi 26:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akati agara ikoko kwenguva refu, Abhimereki mambo wavaFiristia akatarira pasi napawindo akaona Isaka achitamba nomukadzi wake Rabheka.

Genesisi 26

Genesisi 26:1-18