Genesisi 26:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino munyika makanga mune nzara, isati iri nzara iya yakatanga kuvapo panguva yaAbhurahama, uye Isaka akaenda kuna Abhimereki mambo wavaFiristia muGerari.

Genesisi 26

Genesisi 26:1-7