Genesisi 25:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho akapa Esau chingwa nenyemba. Akadya uye akanwa, ipapo akasimuka akaenda. Saka Esau akazvidza udangwe hwake.

Genesisi 25

Genesisi 25:26-34