Genesisi 24:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ndakotama pasi ndikanamata Jehovha. Ndarumbidza Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahama, uyo akanditungamirira munzira yakarurama kuti ndiwane muzukuru womunun'una watenzi wangu kuti ave mukadzi womwanakomana wake.

Genesisi 24

Genesisi 24:40-51