“Ndamubvunza ndikati, ‘Uri mwanasikana waaniko?’“Iye ati, ‘Ndiri mwanasikana waBhetueri mwanakomana waNahori, waakaberekerwa naMirika.’“Ipapo ndaisa mhete pamhino yake nezvishongo mumaoko ake,