Genesisi 24:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, kana wasvika kuimba yokwangu, iwe uchasunungurwa pamhiko kunyange vakaramba kumupa kwauri, uchasunungurwa pamhiko yangu.’

Genesisi 24

Genesisi 24:36-42