Genesisi 24:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Iye akapindura akati, ‘Jehovha, iye wandinofamba pamberi pake, achatuma mutumwa wake newe uye achaita kuti rwendo rwenyu rubudirire, kuti uwanire mwanakomana wangu mukadzi, paunoenda kuimba yokwangu, kumhuri yababa vangu.

Genesisi 24

Genesisi 24:35-42