Genesisi 24:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvokudya zvakaiswa pamberi pake, asi iye akati, “Handingatongodyi kusvikira ndakuudzai zvandinoda kureva.”Rabhani akati, “Tiudze hako zvino.”

Genesisi 24

Genesisi 24:24-39