Genesisi 24:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka murume uya akaenda kumba, uye ngamera dzakaturwa. Uswa namashanga zvakavigirwa ngamera, uye iye navanhu vake vakavigirwa mvura kuti vashambe tsoka dzavo.

Genesisi 24

Genesisi 24:27-35