Genesisi 24:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita kuti ngamera dzipfugame pasi pedyo netsime raiva kunze kweguta; kwakanga kwava kudoka, nguva yaibuda vakadzi kundochera mvura.

Genesisi 24

Genesisi 24:2-18