Genesisi 24:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muranda akatora ngamera dzatenzi wake gumi akaenda, akatora mhando dzezvinhu zvose zvakanaka kubva kuna tenzi wake. Akasimuka akaenda kuAramu Naharaimu uye akananga kuguta reNahori.

Genesisi 24

Genesisi 24:5-19