Genesisi 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhimereki akadana Abhurahama kuti apinde uye akati, “Waiteiko kwatiri? Ndakakutadzira zvakaita seiko zvawauyisa mhosva huru yakadai pamusoro pangu napamusoro poumambo hwangu? Wandiitira zvinhu zvisingafaniri kuitwa.”

Genesisi 20

Genesisi 20:4-10