Genesisi 20:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani akatevera Abhimereki akadana varanda vake vose, uye paakavaudza zvose zvakanga zvaitika, vakatya kwazvo.

Genesisi 20

Genesisi 20:4-10