Genesisi 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mwari akati kwaari mukurota, “Hongu, ndinozviziva kuti wakaita izvi nehana yakachena, nokudaro ndakukonesa kuti unditadzire. Ndokusaka ndisina kukutendera kuti umubate.

Genesisi 20

Genesisi 20:2-14