Genesisi 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, iye haana kuti kwandiri, ‘Ihanzvadzi yangu’ here, naiyewo mukadzi haana kuti kwandiri ‘Ihanzvadzi yangu’ here? Ndakaita izvi nehana yakachena uye namaoko akachena.”

Genesisi 20

Genesisi 20:1-8