Genesisi 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei hazvo, zvirokwazvo ihanzvadzi yangu, mwanasikana wababa vangu kunyange hazvo asina kuberekwa namai vangu; uye akazova hake mukadzi wangu.

Genesisi 20

Genesisi 20:11-14