Genesisi 20:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhurahama akapindura akati, “Ndakati mumwoyo mangu, ‘Zvirokwazvo munzvimbo ino hamuna kutya Mwari, uye vachandiuraya nokuda kwomukadzi wangu.’

Genesisi 20

Genesisi 20:9-14