Genesisi 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehovha Mwari akaita kuti munhu avate hope huru; uye paakanga achakavata, akatora rumwe rumbabvu rwomunhu akavhara nenyama nzvimbo yaakarubvisa.

Genesisi 2

Genesisi 2:15-25