Genesisi 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka munhu akatumidza mazita kumombe dzose, nokushiri dzose dzedenga nemhuka dzose dzesango. Asi kuna Adhamu kwakanga kusina kuwanikwa mubatsiri akamukwanira.

Genesisi 2

Genesisi 2:17-22