Genesisi 2:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Naizvozvo matenga nenyika zvakapera mukushongedzwa kukuru kwazvo kwose.

2. Pazuva rechinomwe Mwari akanga apedza basa raakanga achiita; saka pazuva rechinomwe akazorora pamabasa ake ose.

3. Uye Mwari akaropafadza zuva rechinomwe akariita dzvene nokuti pazuva iro akazorora pabasa rose rokusika raakanga aita.

4. Iyi ndiyo rondedzero yamatenga nenyika pazvakasikwa.Jehovha Mwari paakaita nyika namatenga,

Genesisi 2