Genesisi 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino nyoka yakanga ina manomano kupfuura mhuka dzose dzakasikwa naJehovha Mwari. Yakati kumukadzi, “Ko, chaizvoizvo Mwari akati, ‘Hamufaniri kudya muti upi zvawo uri mubindu here’?”

Genesisi 3

Genesisi 3:1-9