Genesisi 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakati, “Suduruka!” Uye vakati, “Munhu uyu akauya pano ari mutorwa, asi zvino ava kuda kutitonga! Tichakuitira zvakaipa iwe kupfuura ivo.” Vakaramba vachimanikidza Roti uye vakaswedera mberi kuti vapaze gonhi.

Genesisi 19

Genesisi 19:6-14