Genesisi 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, ndina vanasikana vaviri vasina kutongovata nomurume. Regai ndivabudisire kwamuri uye mungagona kuita zvamunoda navo. Asi musaita kana chinhu kuvarume ava, nokuti vakavanda pasi pedenga rangu.”

Genesisi 19

Genesisi 19:1-13