Genesisi 19:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achinonoka, varume vakabata ruoko rwake uye namaoko omukadzi wake neavanasikana vake vaviri vakavabudisa zvakanaka kunze kweguta, nokuti Jehovha akavanzwira tsitsi.

Genesisi 19

Genesisi 19:7-25