Genesisi 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambakwedza, vatumwa vakakurudzira Roti vachiti, “Kurumidza! Tora mukadzi wako navanasikana vako vaviri vaunavo, kuti murege kuparadzwa kana guta roparadzwa.”

Genesisi 19

Genesisi 19:14-25