Genesisi 18:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Abhurahama akakurumidza kuenda kutende kuna Sara. Akati kwaari, “Kurumidza, tora zviero zvitatua zvoupfu hwakatsetseka uhukanye ugobika chingwa.”

Genesisi 18

Genesisi 18:1-14