Genesisi 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Regai ndikutorerei zvokudya kuti mudye, kuitira kuti musimbiswe ipapo mugoenderera henyu mberi norwendo rwenyu, sezvo zvino masvika pamuranda wenyu.” Vakapindura vakati,“Zvakanaka, ita hako sezvawareva.”

Genesisi 18

Genesisi 18:1-11