Genesisi 17:25-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. uye Ishumaeri mwanakomana wake akanga ava namakore gumi namatatu okuberekwa;

26. Abhurahama naIshumaeri mwanakomana wake vakadzingiswa vose zuva rimwe chete iroro.

27. Uye munhurume wose aiva mumba maAbhurahama, kusanganisa vaya vakaberekerwa mumba make kana vakanga vatengwa kubva kuvatorwa, vakadzingiswa pamwe chete naye.

Genesisi 17