Genesisi 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye munhurume wose aiva mumba maAbhurahama, kusanganisa vaya vakaberekerwa mumba make kana vakanga vatengwa kubva kuvatorwa, vakadzingiswa pamwe chete naye.

Genesisi 17

Genesisi 17:25-27