Genesisi 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka shure kwokugara kwaAbhurama kwamakore gumi muKenani, Sarai mukadzi wake akatora Hagari murandakadzi wake wechiIjipita akamupa kumurume wake kuti ave mukadzi wake.

Genesisi 16

Genesisi 16:1-12