Genesisi 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

saka akati kuna Abhurama, “Jehovha akandikonesa kubereka vana. Enda hako undovata nomurandakadzi wangu; zvimwe ndingaita mhuri kubudikidza naye.” Abhurama akabvuma zvakanga zvataurwa naSarai.

Genesisi 16

Genesisi 16:1-3