Genesisi 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari richiti, “Murume uyu haangavi mudyi wenhaka yako, asi mwanakomana anobva mumuviri wako ndiye achava mudyi wenhaka yako.”

Genesisi 15

Genesisi 15:3-5