Genesisi 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Abhurama akati, “Hamuna kundipa vana; saka muranda ari mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.”

Genesisi 15

Genesisi 15:1-6