Genesisi 15:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, Yufuratesi,

19. nyika yavaKeni, navaKenazi, vaKadhimoni,

20. vaHiti, vaPerizi, vaRefaimi,

Genesisi 15