Genesisi 14:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina chinhu chandinogamuchira kunze kwezvakadyiwa navanhu vangu uye mugove wavanhu vakaenda neni, Aneri, Shikori naMamure. Ngavatore mugove wavo ivavo.”

Genesisi 14

Genesisi 14:21-24