Genesisi 13:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, nyika yose iyi haisi pamberi pako here? Ngatiparadzane. Kana ukaenda kuruboshwe, ini ndichaenda kurudyi; kana ukaenda kurudyi, ini ndichaenda kuruboshwe.”

Genesisi 13

Genesisi 13:3-18