Genesisi 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Abhurama akati kuna Roti, “Ngaparege kuva negakava pakati pako neni, kana pakati pavafudzi vako nevangu, nokuti tiri hama.

Genesisi 13

Genesisi 13:1-12