Genesisi 13:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Saka Abhurama akakwira achibva kuIjipiti akaenda kuNegevhi, nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo, uye Roti akaenda naye.

2. Abhurama akanga apfuma kwazvo pamombe nesirivha uye negoridhe.

Genesisi 13