Genesisi 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Abhurama akakwira achibva kuIjipiti akaenda kuNegevhi, nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo, uye Roti akaenda naye.

Genesisi 13

Genesisi 13:1-2