Genesisi 12:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva ipapo akaenda mberi akananga kuzvikomo zviri kumabvazuva kweBheteri uye akadzika tende rake ikoko, Bheteri riri kumavirira uye Ai riri kumabvazuva. Akavakira Jehovha aritari ipapo uye akadana kuzita raJehovha.

Genesisi 12

Genesisi 12:6-14