Genesisi 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari.

Genesisi 12

Genesisi 12:5-8