Genesisi 1:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akaita mhuka dzesango maererano namarudzi adzo, mombe namarudzi adzo, nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika maererano namarudzi azvo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.

Genesisi 1

Genesisi 1:21-31