Genesisi 1:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Mwari akati, “Nyika ngaibereke zvisikwa zvipenyu maererano namarudzi azvo: mombe, zvisikwa zvinokambaira panyika, nezvikara zvesango, chimwe nechimwe nemhando yacho.” Uye zvakaita saizvozvo.

Genesisi 1

Genesisi 1:20-26