Ezira 8:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo, paRwizi rweAhavha, ndakatara nguva yokutsanya kuti tizvininipise pamberi paMwari wedu uye kuti timukumbire kuti atifambise rwendo rwakanaka isu navana vedu nepfuma yedu yose.

Ezira 8

Ezira 8:18-25