Ezira 8:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakauyawo navaranda vomutemberi mazana maviri namakumi maviri, uwandu hwakanga hwanyorwa naDhavhidhi namakurukota kuti vabatsire vaRevhi. Vose vakanga vakanyorwa mazita avo.

Ezira 8

Ezira 8:16-24