Ezira 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokudaro vaIsraeri vakanga vadzoka kubva kuutapwa vakaidya, pamwe chete navose vakanga vazvitsaura kubva pazviito zvisina kururama zvaiitwa navavakidzani vavo vahedheni, kuti vatsvake Jehovha, Mwari waIsraeri.

Ezira 6

Ezira 6:11-22