Ezira 6:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista navaRevhi vakanga vazvinatsa uye vose vakanga vanatswa. VaRevhi vakabayira vatapwa vose gwayana rePasika, vakabayirawo hama dzavo vaprista naivo vamene.

Ezira 6

Ezira 6:18-22